letra de varaidzo - leonard dembo
[chorus]
hoo, dhiya w-ngu varaidzo chido chemoyo
(varaidza mwana, varaidza mwana)
hoo, dhiya w-ngu varaidzo chido chemoyo
(varaidza mwana, varaidza mwana)
kana vamwene ndizvo zvavanoda ava
(varaidza mwana, varaidza mwana)
kana mbuya ndizvo zvavanoda ava
(varaidza mwana, varaidza mwana)
hapana chavanokuvengera iwe dhiya w-nguka
(varaidza mwana, varaidza mwana)
hapana chandingakuzvondera iwe mwana wavaridzi
(varaidza mwana, varaidza mwana)
[chorus]
hoo, dhiya w-ngu varaidzo ndinyaradzewo
(varaidza mwana, varaidza mwana)
hoo, dhiya w-ngu varaidzo chido chemoyo
(varaidza mwana, varaidza mwana)
hoo, dhiya w-ngu varaidzo chinyarara iwe
(varaidza mwana, varaidza mwana)
kana vamwene ndizvo zvavanoda ava
(varaidza mwana, varaidza mwana)
kana mbuya ndizvo zvavanoda ava
(varaidza mwana, varaidza mwana)
hapana chavanokuvengera iwe dhiya w-nguka
(varaidza mwana, varaidza mwana)
handina chandingakuzvondera iwe mwana wavaridzi
(varaidza mwana, varaidza mwana)
hoo, dhiya w-ngu varaidzo chinyarara iwe
(varaidza mwana, varaidza mwana)
hoo, dhiya w-ngu varaidzo chido chemoyo
(varaidza mwana, varaidza mwana)
[verse 1]
ehuhuwe nyarara mwananguwe
mwana wochema nyarara mwananguwe
wochemera mai vakaenda nyarara mwananguwe
vakaenda hurumatendera nyarara mwananguwe
hurumatendera kune banga jena nyarara mwananguwe
banga jena rekucheka nyama nyarara mwananguwe
nyama kwayo ndeyaparuware nyarara mwananguwe
yepasi inozara mavhu nyarara mwananguwe
ehuhuwe nyarara mwananguwe
letras aleatórias
- letra de what you know - kjphenom
- letra de another point of view - bootsy collins
- letra de real friends - 360
- letra de got it - j5ive
- letra de salto nel vuoto - ghemon
- letra de tu amor me hace bien - live version - marc anthony
- letra de jeg er ikke en terrorist - miadabdi
- letra de oi! młodzież - the analogs
- letra de visionary - juvi gotti
- letra de come on over - solocelo