![letras.top](https://letras.top/files/logo.png)
letra de seiko - leonard dembo
[verse 1]
seiko? seiko?
seiko mudiwa uchitiza pamba?
seiko? seiko?
seiko mudiwa uchitiza pamba?
seiko? seiko?
seiko vadiwa muchisiya misha?
[verse 2]
seiko? seiko?
seiko mudiwa uchitiza pamba?
seiko? seiko?
seiko mudiwa uchitiza pamba?
seiko? seiko?
seiko vadiwa muchisiya misha?
seiko? seiko?
seiko vadiwa muchisiya misha?
hama dzangu hadzindide mudiwa
ndisina ndarama
hama dzangu hadzindide mudiwa
ndisina ndaramba
wauya, wauya, wauya mudiwa
ndava nerugare
wauya, wauya, wauya mudiwa
ndava nerugare
[verse 3]
enda zvako mudiwa w-ngu handichakuda
gara zvako mudiwa w-ngu hauchandida
gara zvako mudiwa w-ngu hauchandida
zvako iwe mudiwa w-ngu ndozvakanaka
zvangu ini mudiwa w-ngu ndezvemahumbwe
zvako iwe mudiwa w-ngu ndozvakanaka
zvangu ini mudiwa w-ngu ndezvemahumbwe
gara zvako mudiwa w-ngu hauchandida
gara zvako mudiwa w-ngu hauchandida
gara zvako mudiwa w-ngu hauchandida
gara zvako mudiwa w-ngu hauchandida
gara zvako mudiwa w-ngu hauchandida
[outro]
asi iwe mudiwa uri mayazi
letras aleatórias
- letra de a chanter sur l'eau - doniat aimé
- letra de a face da guerra - pracson
- letra de final de agosto - banda face exótica
- letra de chora - grupo pixote
- letra de ataque lírico - conecrewdiretoria
- letra de the curse of akkad - sargon
- letra de éden - henrique cerqueira
- letra de fé em ação - felipe rocha
- letra de culto racional - culto racional
- letra de veja deus operar - chagas sobrinho