letra de ndisiyei ndakadaro - leonard dembo
[verse 1: leonard dembo]
munhu ndiye akaipa, ndichiroora oti matsva matsva nemukadzi w-ngu
ndiregezve kuroora hunzi bhachura ratinetsa kubikira mumba muno
tiregezve kuroorwa hunzi mapfambi aya atinetsa mumba muno
vepamanext door navo ndisati ndawana, vanga vakamirira kuona mukadzi w-ngu
nhasi ndaroora vek-ma next door zvirehwarehwa, zvavo zvose voturira mukadzi w-ngu
[verse 2: leonard dembo]
ko zvakaipa here kuroora hama ndiudzeiwo?
(ndisiyei ndakadaro mwana wavaridzi)
ko zvakaipa here kuroora kuti tiwande?
(ndisiyei ndakadaro mwana wavaridzi)
ko zvakaipa here kuroora rudzi rukure?
(ndisiyei ndakadaro mwana wavaridzi)
maoko akaipa pakudya pabasa akanaka aya
(ndisiyei ndakadaro mwana wavaridzi)
maoko anowanda pakudya pabasa akanaka aya
(ndisiyei ndakadaro mwana wavaridzi)
ndisiyei ndakadaro mwana wavaridzi ini
(ndisiyei ndakadaro mwana wavaridzi)
[outro: leonard dembo]
munhu ndiye akaipa chete, asingadi kuona vagere zvakanaka
munhu ndiye akaipa chete, asingadi kuona vagere zvakanaka
ma-jealous
letras aleatórias
- letra de fous le camp - jesuslesfilles
- letra de sunset riders - lil porno
- letra de true colors - yamine
- letra de sky high - geothekitten
- letra de lullaby - diskq
- letra de jaseny - damon logan
- letra de prima classe - sanba latino
- letra de perfect - the crying spell
- letra de xfaded - rich yr
- letra de 水の中の伝導率 - mizu no naka no dendouritsu - akb48