letra de imba yemashoko - leonard dembo
[verse 1]
ndiwe wakakunda murudo rw-ngu
nguva ichasvika uchapembera usandigumbukira
ndiwe chete wakakunda murudo rw-ngu
nguva ichasvika uchapembera zvokunetsa zvichapera
pedo pedo pauri mupfungwa dzangu
asi munyama uri kure zvinotoda uri pedo wandipawo mazano
zviri nyore kuvaka imba nemashoko, kuzviita haizi nyore
dai sekuru varipo vakupawo mazano
uchikurawo kani iwe zijaya
uchikurawo kani iwe zimhandara
[verse 2]

uchikurawo kani iwе zijaya
uchikurawo kani iwe zimhandara
uchikurawo kani iwe zijaya
uchikurawo kani iwe zimhandara
uchikurawo kani iwе zijaya
lucy kurawo kani iwe zimhandara
uchikurawo kani iwe zijaya
lucy nyarawo kani iwe zimhandara
uchikurawo kani iwe zijaya
lucy nyarawo kani iwe zimhandara
[verse 3]
zviri nyore kuvaka imba nemashoko, kuzviita haizi nyore
dai sekuru varipo vakupawo mazano
[verse 4]
zviri nyore kuvaka imba nemashoko, kuzviita haizi nyore
dai sekuru varipo vakupawo mazano
[verse 5]
uchikurawo kani iwe zijaya
uchikurawo kani iwe zimhandara
uchikurawo kani iwe zijaya
uchinyarawo kani iwe zimhandara
letras aleatórias
- letra de process of shinin' - mozzy
- letra de atlanta - rich woan
- letra de йупи йо типо) (yupi yo tipo)) - doxxxelll
- letra de hungry like the wolf (live at toad's place october 8th, 1994) - hole
- letra de polyushka polye - the red army choir
- letra de вибачай (forgive) - lowcost49
- letra de he's still waiting by the well - greater vision
- letra de mismos vicios - karavana
- letra de sejf - slowez
- letra de クラウドナイン (cloud nine) - kaede (jpn)