letra de vagara vanongovenga - killer t
[intro: k!ller t]
hot property (kenako music)
oskidi saka super nyatso checker
masettings, ma runnings, cornaz
ayanaya for real
[chorus]
kunyangwe ukagona kunyangwe ukatadza
zvinenge zvakangofanana
havakwanise kutenda nyangwe patinoshanda
vanenge vachiti hapana
vagara vanongovenga ava
kunyangwe ukagona zvakaita sei
vagara vanongovenga ava
oh, vanomirira pawatadza votaura
vagara vanongovenga ava
kunyangwe ukagona zvakaita sei
vagara vanongovenga ava
uh-whoa, vanomirira pawatadza votaura
[verse 1]
zvimwe kuda mweya yetsvina here yakavagara
pamwe zvimadhimoni
pandinogona havaone mapofu
kuita hwajuda hwekunotengesa jesu
ndoda kubvunza anga amutadzireiko
irwo ruvengo irworwo rwabva nepiko
ndoda kubvunza zvichakusvitsa kupiko
kungomirira pandatadza motaura
[chorus]
vagara vanongovenga ava
kunyangwe ukagona zvakaita sei
vagara vanongovenga ava
oh, vanomirira pawatadza votaura
vagara vanongovеnga ava
kunyangwe ukagona zvakaita sei
vagara vanongovenga ava
uh-whoa, vanomirira pawatadza votaura
[verse 2]
ko sеi vachinyanyoona zvakaipa
munhu, munhu anoona zvakaipa
kuzvishandira handione chakaipa
asi unoona moyo yavo ichibaika
asi inga wani handinei navo
ende futi handiraramire ivo
mweya wekufema handik-mbire kwavari
zvandinoshaya ndinochema kunamwari
[chorus]
vagara vanongovenga ava
kunyangwe ukagona zvakaita sei
vagara vanongovenga ava
oh, vanomirira pawatadza votaura
vagara vanongovenga ava
kunyangwe ukagona zvakaita sei
vagara vanongovenga ava
uh-whoa, vanomirira pawatadza votaura
[verse 3]
zvimwe kuda mweya yetsvina here yakavagara
pamwe zvimadhimoni
pandinogona havaone mapofu
kuita hwajuda hwekunotengesa jesu
ndoda kubvunza anga amutadzireiko
irwo ruvengo irworwo rwabva nepiko
ndoda kubvunza zvichakusvitsa kupiko
kungomirira pandatadza motaura
[chorus]
vagara vanongovenga ava
kunyangwe ukagona zvakaita sei
vagara vanongovenga ava
oh, vanomirira pawatadza votaura
vagara vanongovenga ava
kunyangwe ukagona zvakaita sei
vagara vanongovenga ava
uh-whoa, vanomirira pawatadza votaura
vagara vanongovenga ava
kunyangwe ukagona zvakaita sei
vagara vanongovenga ava
uh-whoa, vanomirira pawatadza votaura
vagara vanongovenga ava
[outro]
vagara vanongovenga ava
vagara vanongovenga ava
uh-whoa, vanomirira pawatadza votaura
letras aleatórias
- letra de anti-cimex - anti-cimex
- letra de 폭풍의 언덕 (wuthering heights) - eugene (유진)
- letra de champagne - crims
- letra de back 2 la - lil ty
- letra de testrider - ep - fini scad
- letra de fui tu presa - d2k
- letra de natalie - jaret ray reddick
- letra de break the a.c. (demo) - kim petras
- letra de happiness - maia friedman
- letra de victories - cévine