letra de rudo ibofu - killer t
[intro]
anaya 4
nyatsochecka (dem popopo) ma settings (dem popopo), ma runnings
anaya 4
[pre-chrous]
chenjera w-ngu moyo chenjera
chenjera w-ngu moyo chenjera
[chorus]
rudo ibofu sometimes
dai ndaizivawo
ndisina k-mbonyurawo murudo newewe, my love
rudo ibofu sometimes
dai ndaizivawo
ndisina k-mbonyurawo murudo newewe, my love
[verse 1]
moyo w-ngu wakautora ndobva wautsondatsonda
uri mhondi yerudo
kuita kundiponda ponda
dzimwe nguva unotyisa
kuita kunge anakonda
usandisiya darlie w-ngu
ndingazowonda wonda
dzimwe nguva anonditeya
nechikirimbani cherudo
vamwe vangu vanondiudza kuti uchafa nerudo
kuita kupenga nerudo
kutamba nerudo
kuita kupenga nerudo
kuchema nerudo
[chorus]
rudo ibofu sometimes
dai ndaizivawo
ndisina k-mbonyura murudo newewe, my love
rudo ibofu sometimes
dai ndaizivawo
ndisina k-mbonyura murudo newewe, my love
[verse 2]
rume risinganyepe hona hariroore
inini moyo w-ngu handiwore
chisiri changu chese handitore
vamwe vanofunga kuti zvirinyore
zvimwe dai wakandiudza kuti ndizvo zvauri
zvimwe dai ndakawana mumwe pamwe ndava nemhuri
[chrous]
rudo ibofu sometimes
dai ndaizivawo
ndisina k-mbonyurawo murudo newewe, my love
rudo ibofu sometimes
dai ndaizivawo
ndisina k-mbonyurawo murudo newewe, my love
[pre-chorus]
chenjera w-ngu moyo chenjera
chenjera w-ngu moyo chenjera
vangazoku ponda ponda chenjera
uvangwarire moyo chenjera
[chrous]
rudo ibofu sometimes
dai ndaizivawo
ndisina k-mbonyurawo murudo newewe, my love
rudo ibofu sometimes
dai ndaizivawo
ndisina k-mbonyurawo murudo newewe, my love
[pre-chrous]
moyo w-ngu wakautora ndobva wautsondatsonda
uri mhondi yerudo
kuita kundiponda ponda
dzimwe nguva unondityisa
kuita kunge anakonda
usandisiya darlie w-ngu
ndingazo wonda wonda
dzimwe nguva anonditeya nechikirimbani cherudo
vamwe vangu vanondiudza kuti uchafa nerudo
kuita kupenga nerudo
kutamba nerudo
kuita kupenga nerudo
kuchema nerudo
[chorus]
rudo ibofu sometimes
dai ndaizivawo
ndisina k-mbonyurawo murudo newewe, my love
rudo ibofu sometimes
dai ndaizivawo
ndisina k-mbonyurawo murudo newewe, my love
letras aleatórias
- letra de vida - xuco
- letra de cool kids - fast romantics
- letra de 一无所有 (nothing to my name) - 崔健 (cui jian)
- letra de eat, sleep, praise, repeat - dj flubbel
- letra de чики (chicks) - иван дорн (ivan dorn)
- letra de face the change dirt devils vs above & beyond remix - every little thing
- letra de human ouija board - chester watson
- letra de videira verdadeira - débora ivanov
- letra de 1 am - queenpb
- letra de i don't know you anymore - lost stars