letra de pavale - killer t
[intro: k!ller t & aya t]
hot property music, ha k-ma lighters
k!ller t (hee po, po, po, po, po, po)
ha inzwa unzwe
[verse 1]
maruva haadyiwe babe
saka iwe handei
ko zvenhema zvabvepi
iwe mhamha ini daddy
[chorus]
ndiye akati achanditengera maruva pavale
iye akati achanditengera maruva pavale
babe, usandisiya pavale
usandisiya pavale
babe, usandisiya pavale
usandisiya pavale
[verse 2]
kana uchida mota ndinokutengera
kana uchida gomo ndinokutorera
asi ndine chinhu one chete chandinok-mbira
kuti usandisiye nyangwe zvikandiomera
[chorus]
ndiye akati achanditengera maruva pavale
iye akati achanditengеra maruva pavale
babe, usandisiya pavale
usandisiya pavalе
babe, usandisiya pavale
usandisiya pavale
oh, shoko reruda riya-riya randimhanyisa pfungwa
ndoda uzive chete zvandaironga
zvese zvauchataura mudiwa w-ngu inini ndanzwa
usadzoka k-mashure kuye kwatakabva
kunyangwe ndisipo mudiwa w-ngu usaita musikanzwa
ndinoda unditumbure kana ndatsika minzwa
[chorus]
ndiye akati achanditengera maruva pavale
iye akati achanditengera maruva pavale
babe, usandisiya pavale
usandisiya pavale
babe, usandisiya pavale
usandisiya pavale
[pre-chorus]
kana uchida mota ndinokutengera
kana uchida gomo ndinokutorera
asi ndine chinhu one chete chandinok-mbira
kuti usandisiye nyangwe zvikandiomera
[chorus]
ndiye akati achanditengera maruva pavale
iye akati achanditengera maruva pavale
babe, usandisiya pavale
usandisiya pavale
babe, usandisiya pavale
usandisiya pavale
ndiye akati achanditengera maruva pavale
iye akati achanditengera maruva pavale
babe, usandisiya pavale
usandisiya pavale
babe, usandisiya pavale
usandisiya pavale
letras aleatórias
- letra de dhoma 609 - beatrix ramosaj
- letra de we are all connected - kevin dickerson
- letra de ti invoco - emanuele cordaro
- letra de believe in love - malika ayane
- letra de spaceship - nes (fra)
- letra de mama cuishe - jam baxter
- letra de la - gala mortina
- letra de море (sea) - karev
- letra de 123 - niko pandetta
- letra de reckless - ri + wright