letra de paris santa geez - blackgee_3.1.9
Loading...
zvandinenge ndichapera voice
nekuimba zvisina basa
sorry bosss ita heboo kwacho skri riri too much kuti uite mbiri moto unopisa tsikidzi nyangwe zvadzo dzichipisa panema geez akuda kuswitcher
play
zvema million views zvinenge zvakuda katanga
masinhi akapushika ndakuda feature namukoma santa nyangwe ndisina k ndazoita kunge bagga
type yema geez anodissa zviri painful
depression inokonzera confusion panyika ndakuyirei
ndashaya reason
hobbo mangoma ari mumusoro
ndine muwono ndine vision netropy kunge paris santa german geez rangu rati hemeni rati hemeni
baba ndi baba kwete tensan pakuda action
letras aleatórias
- letra de dal profondo - lou x
- letra de yaam - seeed
- letra de nuestro amor - emmanuel
- letra de the entertainer - 12 gardens live - billy joel
- letra de como tú - adanowsky
- letra de the matrix back to the basics - future
- letra de the pinnacle - st. da squad
- letra de rivoluzione lebowsky - dj argento
- letra de tonight - 10six
- letra de par - darq e freaker