
letra de kuverengera - alick macheso
[verse 1: al!ck macheso]
waimuona uchimuchiva nekuda kwerunako rwake, rwaakabarwa anarwo neva bereki vake
vanondiona vanozviva, fambidzano w-ngu ini naye kuti, takadaro titori chinhu chimwe chete
kusaziva kuti anoti tiri ani naani
kuda zvimwe anoti tiri bhudhi na sisi
zvimwe zvacho tinonetsa kuzvihwisisa!
[pre-chorus: al!ck macheso]
“iye, nekuti ndew-ngu”
“iniwo, nekuti ndiri wake”
[verse 2: al!ck macheso]
kudai ndiri ini zvangu kana kuti dai ndiri iye handairebesa munamato sadza richipora
kudai ndakazvifunga kare ndaigara ndakangomuudza nezve shoko rangu rerudo naye
kuverengera chete ndiko kwakaitika
uyewo zvangu handina wekuchema naye
kuverengera chete ndiko kwakaitika
[pre-chorus: al!ck macheso]
“ini, nekuti handisi wakе”
“iye, nekuti haasi w-ngu”
[verse 3: al!ck macheso]
wandapfimba newе unoda kupfimbawo
wandapfimba newe unoda kuofimbawo
wandatora newe unoda kutorawo
wandatora newe unoda kutorawo
“vari-ivo-vaye-vaye-vana muronda tsimba!”
“vasiye-vacharumwa-nechekuchera-aah!”
[verse 4: al!ck macheso]
wandapfimba newe unoda unoda kuofimbawo
wandapfimba newe unoda kuofimbawo
wandatora newe unoda kutorawo
wandatora newe unoda kutorawo
“vari-ivo-vaye-vaye-vana- muronda tsimba”
“vasiye-vacharumwa-nechekuchera-aah”
[chorus: al!ck macheso]
kutora uchisiya, kutora wosiyazve
kutora uchisiya, kutora wosiyazve
kupfimba woramba, kupfimba worambazve
kupfimba woramba, kupfimba worambazve
hona-zvavave nhasi!
[chorus: al!ck macheso]
kutora uchisiya, kutora wosiyazve
kutora uchisiya, kutora wosiyazve
kupfimba woramba, kupfimba worambazve
kupfimba woramba, kupfimba worambazve
hona-zvavave nhasi, hona-zvavave nhasi
tarira kwazvakusvitsa-a
tarira kwazvakusvitsa-a
letras aleatórias
- letra de américa - mãolee
- letra de amongst other ories - uc brigante
- letra de answer sheets[purple flowers interlude] - stormhaze
- letra de vi vet vad vi vill - it's me
- letra de karhou / لطفي - كرهوا - lotfi double kanon
- letra de de la survie des fauves en terre moderne - lucio bukowski
- letra de the hatenaughts of melancholy wall - pinback
- letra de chwile próby - pokój z widokiem na wojnę
- letra de easy - ea kaya
- letra de again (from fullmetal alchemist) - tokyo anniversary