letra de 1940 - alick macheso
[verse 1]
kana wakabarwa muna 1940 muna ndira, ndira akangosvika watova negore
kana wakabarwa muna 1940 muna ndira, ndira akangosvika watova negore
kana wakabarwa muna 1980 muna zvita
zvita akangosvika watova negore
kana wakabarwa muna 1980 muna zvita
zvita akangosvika watova negore
maihwe nguva dzinofamba veduwe
maihwe nguva dzinofamba veduwe
mavie uya ave mhandara
mavie uya ave mhandara
john uya ave zijaya
john uya ave zijaya
inga maihwe nguva dzinofamba veduwe
[verse 2]
ndokusaka kuine masikati, nokuti kune chaedza
kogozova nehusiku hune rima hwaunonzwa hope
zvawaifunga nezuro ‘ndizvo zvaunofuma uchizviziva
zvese izvi kuvaraidza kuzadzikisa kufamba kwenguva
makore achifamba (mhuri dzinza isvararira)
makore achifamba (mhuri dzinza isvararira)
zvizukuru zvana zvevana (mhuri dzinza isvararira)
zvizukuru zvana zvevana (mhuri dzinza isvararira)
vana vemukoma vemukoma vako (mhuri dzinza isvararira)
vana vemukoma vemukoma vako (mhuri dzinza isvararira)
gume wabata mudonzvo (mhuri dzinza isvararira)
gumе wabata mudonzvo (mhuri dzinza isvararira)
[verse 3]
panorima vamwe newe rimawo, iwе rimawo, ndizokohwedzane nevamwe
panorima vamwe newe rimawo, iwe rimawo, ndizokohwedzane nevamwe
panomuka vamwe newe mukawo, iwe mukawo, ndizofambidzane nenguva
panomuka vamwe newe mukawo, iwe mukawo, ndizofambidzane nenguva
[verse 4]
ndizofambidzane nenguva (usakahadzike)
ndizofambidzane nenguva (usakahadzike)
nguva hadzimirire munhu (rwendo rwemujecha)
nguva hadzimirire munhu (rwendo rwemujecha)
ndizokohwedzane nevamwe (hutangarina pamwe navamwe)
ndizokohwedzane nevamwe (hutangarina pamwe navamwe)
letras aleatórias
- letra de gorilla glue - roseblud
- letra de corona qui es tu ? - mékamansa
- letra de i tell you what (classic) - catherine corelli
- letra de messias filho de deus - davi mensageiro
- letra de unwanted presents - the girl from headquarters
- letra de дядюшка фрейд (uncle freud) - чипачип (chipachip)
- letra de wie es mal war - wincent weiss
- letra de cops don't care - kyn rose
- letra de white flag - love and death
- letra de infinity 18 - 鈴木亜美 (ami suzuki)