letras.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

letra de hatiperekedzane - winky d

Loading...

ini newe
tiri vamwe
haikona kubviswa pane chakanaka nekuchiva zvakaipa

inini newe
tiri vamwe
ichasvika nguva yatichatsvagana
mumwe achashaikwa

saka tambanudza ruoko
wondivhurira moyo
ichasvika nguva
mumwe achashaikwa

uri nzvimbo imwechete yekuti kana vakudana baba
hatiperekedzane
ngatiyeuchidzane

haiwa, ungava shamwari
asi kuda ka kwamwari
hatiperekedzane
ngatiyeuchidzane

ngatipanane rudo nhasi
ramangwana harine nyanzvi
zvakaipa tokanda pasi
chakanaka chichakure nyadzi

variko vatakatadza kuda
havasisipo pasirino
pasi angova mapfupa
mupfungwa dzava ndangariro

oskid ndauya neyambiro
hapana achaziva mafambiro
irwendo rwusina kuoneka
mhinduro tongoti yawonekwa

uri nzvimbo imwechete yekuti kana vakudana baba
hatiperekedzane
ngatiyeuchidzane

haiwa, ungava shamwari
asi kuda ka kwamwari
hatiperekedzane
ngatiyeuchidzane

ngatipanane rudo nhasi
ramangwana harine nyanzvi
zvakaipa tokanda pasi
chakanaka chichakure nyadzi

saka mabaya moyo w-ngu, imi
mabaya moyo w-ngu, hoyoyo
mandibaya panodzimba

ndati, mabaya moyo w-ngu, imi
mabaya moyo w-ngu, hoyoyo
mandibaya panodzimba
ha-aha

ini newe
tiri vamwe
haikona kubviswa pane chakanaka
nekuchiva zvakaipa

inini newe
tiri vamwe
ichasvika nguva yatichatsvagana
mumwe achashaikwa

saka tambanudza ruoko
wondivhurira moyo
ichasvika nguva
mumwe achashaikwa

uri nzvimbo imwechete yekuti kana vakudana baba
hatiperekedzane
ngatiyeuchidzane

haiwa, ungava shamwari
asi kuda ka kwamwari
hatiperekedzane
ngatiyeuchidzane

ngatipanane rudo nhasi
ramangwana harine nyanzvi
zvakaipa tokanda pasi
chakanaka chichakure nyadzi

uri nzvimbo imwechete yekuti kana vakudana baba
ngatiyeuchidzane

ungava shamwari
asi kuda ka kwamwari
hatiperekedzane
ngatiyeuchidzane

letras aleatórias

MAIS ACESSADOS

Loading...