letra de chimoko changu (original version - alick macheso
[verse 1]
nhai rudo wee, rudo rudo-wee
nhai rudo wee, rudo rudo-wee
denga rakati vanhu ngative nerudo-wee
mwari akati vanhu ngative nerudo-wee
nhai rudo-o, inga ndimatifadze aaiwee, nhai rudo inga hapitapi
dzimwe nhambo rudo ihonzeresi, dzimwe nhambo rudo iwesheresi nhaiwe-ee-ee
[verse 2]
kungoti zvinjinji zvinoonekwa nekufamba kwemakore
kungoti zvinjinji zvinoonekwa nekufamba kwemakore
rudo rwamandorokwati ndinovimba harushanduke
rudo rwamandorokwati ndinovimba harushanduke-eee hunde
[verse 3]
ndikazofunga chete, nzira kwetsu ndakanga nechinhoyi, kundoona iye w-ngu wandakada nemoyo wese, nekuti iye neni tinerudo runebvute
rudo rwakareba, rudo runerwendo hundee
[verse 4]
ndikazofunga chete, nzira kwetsu ndakanga neharare, kundoona iye w-ngu wandakada nemoyo wese, nekuti iye neni tinerudo runebvute
rudo rwakareba, e-rudo runerwendo hundee
[verse 5]
ndikazomufunga chete, ndinofara chero ndirikure sei, ndin0bva ndamuona mufananidzo nemagariro, tsika nerunyemwerero ndin0bva ndaona tukomba-aaaa
[verse 6]
ndikazomufunga chete, ndinofara chero ndirikure sei, ndin0bva ndamuona mufananidzo nemagariro, tsika nerunyemwerero ndin0bva ndaona tukomba-aaa hundee
[pre-chorus]
bata mwana mushe, ufare naye bhoo
bata mwana mushe, utambe naye bhoo
bata mwana mushe, ufare naye bhoo
bata mwana mushe, ufare naye bhoo
bata rudo mushe, ufare naye bhoo
murudo, farai mese mushe
murugare, garai mese mushe
munhamo, ngaikuwanei muri pamweee
[chorus]
varume mungareva zvamungada asi ndiye chete wandakada chimoko changu, (chimoko changu ichooo)
varume mungareva zvamungada asi ndiye chete wandakada chimoko changu, (chimoko changu ichooo)
ane tukomba mumatama umu, (chimoko changu ichooo)
anetsimba mumatama, (chimoko changu ichooo)
akaloga mumusoro, (chimoko changu ichooo)
aneweave musoro, (chimoko changu ichooo)
akangofitwa nezvaari, (chimoko changu ichooo)
chimgetsimutosvo, (chimoko changu ichooo)
mhaiwee-igetsi mutosvora, (mudzimai w-ngu uyo)
anenge mutemamusha, (mudzimai w-ngu uyo)
anenge mugovomutete, (musikana w-ngu uyo)
zvanenge murefumufupi, (musikana w-ngu uyo)
ene-ndichagara naye, (chimoko changu ichooo)
kusvika zvakanaka, (chimoko changu ichooo)
nekuti ndakabva kunhamo, (mudzimai w-ngu uyo)
kusvika rugare, (mudzimai w-ngu uyo)
[al!ck macheso’s bass guitar solo]
[verse 7]
ndinaye, ndinaye, ndinayeee, ndinaye, ndinaye w-ngu aripo
ndinaye, ndinaye, ndinayeee, ndinaye, ndinaye w-ngu aripo
ndinaye, ndinaye, ndinayeee, ndinaye, ndinaye w-ngu aripo
ndinaye, ndinaye, ndinayeee, ndinaye, ndinaye w-ngu aripo
letras aleatórias
- letra de dont get me caught - jace! (iayze)
- letra de tide of love - taylor mccall
- letra de here comes the mouth - the sugarplastic
- letra de bass guitar - themusicnerdguy
- letra de cough it up - evarose (band)
- letra de opening hymn - d.french
- letra de héroe - bon calso
- letra de recomeçar - enzo
- letra de broke me - tez, svnalltime & neramani
- letra de brujería - julia medina